Zvaitika zvamanga makamirira VeChitungwiza!!!!

Posted On: 19-10-2016 Listing Id: 1195389

Yauya hama pedyo yeutano Christian Health Medical Aid Society. Kujoina, kubhadhara kaone. Saka chokumirira hapana hama, pinda muChristian Health Medical Aid Society nhasi chaiye!!! Nekadhi reChristian Health Medical Aid unogara wakarongeka. Enda kuCitimed/Southmed hospital kuZengeza4 muChitungwiza kana ku52 Baines Ave, Medical Centre, 3rd floor, suite 39 kuHarare. Ridza nhare idzi ( Chitungwiza based/ .

On Offer / WantedOn Offer

SIMILAR ADVERTS

Safety Tips: Your safety is important to us.